Nyanga Rural District Council
Home
Make Payment
Banking Details
News and events
About
Notices and Adverts
Chat With Us
Vision, Mission & Values
Report Fault
Nyanga RDC Events & News
Council Leadership
Council Executive Team
Council Services
Devolution Funded Projects
Council and Zinara Funded Projects
Development Partner Funded Projects
Private Sector Funded Projects
Gallery
The Chairperson's Office
Important Documnets
Contact
Nyanga Rural District Council
Home
Make Payment
Banking Details
News and events
About
Notices and Adverts
Chat With Us
Vision, Mission & Values
Report Fault
Nyanga RDC Events & News
Council Leadership
Council Executive Team
Council Services
Devolution Funded Projects
Council and Zinara Funded Projects
Development Partner Funded Projects
Private Sector Funded Projects
Gallery
The Chairperson's Office
Important Documnets
Contact
NGUVA YEMOTO DZESANGO YATANGA
Kanzuru yeNyanga inokurudzira vagari, varimi nevamwe vose kuti vasabatidze moto zvisina hanya, uye vatore matanho ekudzivirira kupararira kwemoto wesango.
Tinokumbirawo vatungamiri vemunharaunda, maCouncillor, maSabhuku, maDzishe neMadzimambo kuti vadzidzise nekukurudzira vagari vari munzvimbo dzavo nezvekudzivirira nekumisa kupararira kwemoto wesango.
Kana mukaona kana kusangana nemoto, zivisai nekukurumidza:
📞 +263 773 133 515
📞 +263 710 485 233
Ngatibatanei kuchengetedza hupenyu, midziyo nemhoteredzo yedu. Ngatichengetedzei Nyanga yedu isina moto!
Nyanga RDC – Service with a Smile.
+263-262098241-2
+263-8004549
-
Emergency Services (Landline)
+263-773133515
-
Emergency Services (Econet)
+263-710485233
-
Emergency Services (NetOne)
info@nyangardc.net